07 Jan 26
Chikwata chenhabvu che Highlanders FC chakazivisa kuti chave nemurairidzi mutsva Thabo Senong .
Senong Chizvarwa chekunyika yeSouth Africa uye ari kutarisirwa kusimudzira matambiro echikwata ichi mumwaka wa2026.
Senong ane hunyanzvi hwekutungamirirra zvikwata zvakatsaukana uye akambokunda pamakwikwi e under 20 COSAFA mugore ra2013 achitungamira chikwata chekuSouth Africa.
Anga ari mutevedzeri wemurairidzi wechikwata cheFountain Gate FC chekuTanzania asati apiwa basa nechikwata cheHighlanders FC.
Senong akati iye anofara kuve mumhuri yechikwata cheHighlanders zvakare anotarisira kuchengetedza chimiro chechikwata ichi chine nhoroondo inoremekedzwa.
Posted on:07 Aug 2025
Posted on:11 Feb 2025
Posted on:22 Nov 2024
Posted on:02 Jul 2024
Posted on:06 Feb 2024
Posted on:21 Nov 2023
Posted on:16 Nov 2023
Posted on:05 Jun 2023
Posted on:14 Dec 2022
Posted on:01 Nov 2022