21 Aug 25
Mushakabvu Alderman Clarissa Vongai Muchengeti (76) vakaradzikwa kumarinda eFitchlea muguta reKwekwe musi wechitatu 20 Nyamavhuvhu 2025, vakatsanangurwa sa amai uye munhu ayibatsira kusimudzira vamwe.
Nhoorondo yemushakabvu inotaridza kuti vakashanda kwemakore mazhinji vari munezvefundo vari murairidzi ,zvakare vakazopinda mune zvematongerwo enyika uko vakamiriririra nharaunda yavaigara yeward 8 muguta reKwekwe saKanzura kwemakore gumi nematatu .
Vakasimukira vakazove Sanator webato reZanu Pf muna 2005 kusvikira 2008.
Gurukota rinomirira mutungamiri wenyika nekugoverwa kweupfumi mudunhu reMidlands vaOwen Ncube vakatsanangura mushakabvu sekurasikirwa kukuru
‘’ ini ndakashanda navo tichiri pamazero ekukura , vakati umba pamwe nekuti kurudzira kuti tive zvatiri nhasi ‘’ vakadaro vaNcube
Tsitsi Muzenda nhengo yeZanu Pf Politburo yakatsanangudza mushakabvu semunhu aive akatendeka uye aive akazvipira mukukura kwemusangano uyu.
Amai Muchengeti vakashaika musi chishanu 15 Nyamavhuvhu 2025 kuchipatara che St Annes muguta reHarare.
Hi I wanted to reach out and let you know about our new dog harness. It's really easy to put on and take off - in just 2 seconds - and it's personalized for each dog. Plus, we offer a lifetime warranty so you can be sure your pet is always safe and stylish. We've had a lot of success with it so far and I think your dog would love it. Get yours today with 50% OFF: https://caredogbest.com FREE Shipping - TODAY ONLY! The Best, Vern
Hi, I just visited jekesonhau.com and wondered if you'd ever thought about having an engaging video to explain what you do? Our prices start from just $195 (USD). Let me know if you're interested in seeing samples of our previous work. Regards, Joanna Unsubscribe: https://unsubscribe.video/unsubscribe.php?d=jekesonhau.com