Mamwe mapango emagetsi ave kunyura munzvimbo dzemapani mumusha unogara voruzhinji weMbizo muKwekwe ,izvo zvotyirwa kuti zvingazo konzeresa njodzi nokuda kwekurembera kunenge kwaita tambo dzinofambisa magetsi.
Ku section 6 pane nzira yokudimbudzira ichienda kuma ME pane bango remagetsi rave nenguva rakarereka.
Vanhu vazhinji vanoshandisa nzira iyi,uyewo vamwe vane zviminda zviri pedyo petambo dzemagetsi idzi.
Mvura yowisa mapango emagetsi

Mhinduro (0)