Jekeso

Amerika yarwisa Venezuela ikapamba vaNicolas Maduro

Amerika yarwisa Venezuela ikapamba vaNicolas Maduro

Mutungamiri wenyika yeAmerika vaDonald Trump vatsinhidzira kuti nyika yavo yarwisa Venezuela vakapamba mutungamiri vaNicolas Maduro pamwe chete nemidzimai wavo.

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau