Jekeso

VaMthuli vazivisa mashandisirwo achaitwa mari yegore ra2024

VaMthuli vazivisa mashandisirwo achaitwa mari yegore ra2024
Gurukota rezvekushandiswa kwemari vaMthuli Ncube

Gurukota rezvemari yenyika vaMthuli Ncube nhasi vaparura hurongwa hwekushandiswa kwemari gore rinouya ra2024.

Nyika iri kutarisirwa kushandisa mari inosvika 58.2 Trillion kana kuti 10 million iri mari yekuAmerika.

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau