Jekeso

Kugadziriswa kwemigwagwa muMbizo kopembedzwa

Kugadziriswa kwemigwagwa muMbizo kopembedzwa
Chikamu chemugwagwa chakagadzira kuMbizo 7 mukwekwe

Vagari vekuMbizo 7 muKwekwe pedyo nekerere ye New apostolic Church vanoti vari kufara chose nechirongwa chekugadzirwa kwechimwe chikamu chemugwagwa uri pedyo navo

Vari kukurudzira kuti dai chirongwa ichi chatambanukira pane imwe migwagwa mumusha uyu kuitira kuti ifambike.

Ranganai Marindire anoti iye pamba pavo pakanga pasingachagarike nokuda kweguruva rayipfumburwa nemotokari dzaidarika nepamugwagwa uyu.

vakwegura vanga vosangana nematambudziko ekuzarirwa nekuda kweguruva iri akadaro Marindire

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau