Jekeso

Mapurisa akawanikidza bhegi rakatsokerwa mbanje mubhazi kuKadoma

Mapurisa akawanikidza bhegi rakatsokerwa mbanje mubhazi kuKadoma

Mapurisa kuKadoma akawanikidza bhegi raive nembanje mubhazi ,pachiteshi che waverly musi wemuvhuro 16 Ndira 2023.

Mapurisa aive pabasa ravo , vakasunga mutyairi webhazi iri Mutunzi Shupikai (48) nemubatsiri wake Makanda Givemore (52) nakondakita webhazi iri Tendai Nyabute (25).

Mbanje iyi yaive nehuremu makirogiramu makumi mashanu ,yaive yakapakirwa mumabhegi epurasitiki maviri.

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau