Bvunzo dzegwaro rechinomwe dze ZIMSEC dzatangisa nhasi 26 Gunyana 2022 ,apo vadzidzi nevadzidzisi vari kutarisira budiriro yakavanduka .
Gore rapera vadzidzi vakavhiringidzika muzvidzidzo zvavo nokuda kwechirwere che Covid-19 izvo zvakadzosera kumashure fundo yavo.
Kuderera kwechirwere ichi munyika zvakapa vadzidzi nevadzidzisi mukana wakanaka wokuti vashande nesimba ,izvo zviri kutarisirwa kuti zvichaita kuti zvichabuda mubvunzo idzi zvinge zvichifadza zvikuru.





Mhinduro (0)