Bazi rezvefundo yePuraimari nesekondari razivisa mazuva echikoro egore rino.
Kotoro yekutanga echatanga musi wa 07 /02 /22 kusvika 07/04/22
Kotoro yechipiri 03/05/22 kusvika 04/08/22
Kotoro yechitatu 05/09 /22 kusvika 08/12/22.
Bazi redzidzo rakabudisa mazuva echikoro egore rino





Mhinduro (0)