Mutauriri webato reZanu Pf vaSimon Khaya Moyo hakuchina.
Vanga vave nemakore makumi manomwe nematanhatu (76)ekuberekwa .
Vashaika masikati anhasi 14 Mbudzi 2021 kuchipatara che Mater Dei muguta reBulawayo.
VaMoyo avo vanga vasinganzwi kwenguvana ,vanga vakafanobatirwa chigaro chavo navaMike Bimha kubva muna Gunyana.





Mhinduro (0)