Dare reConstitutional Court nhasi 22 Gunyana 2021 rasendeka mutongo wainge wakapiwa ne dare reHigh Court uyo waisatendera Chief Justice Luke Malaba kuti vaenderere mberi vari pabasa kudarika musi wa 15 Chivabvu 2021 , sezvo vainge vakwanisa makore makumi manomwe okuberekwa.
Zvabuda mudare iri zvinoreva kuti Chief Justice Malaba vari kuita basa ravo zviri pamurau.
Mutungamiri wenyika vaEmmerson Dambudzo Mnangagwa vakawedzera nguva yemakore mashanu vaMalaba vari pabasa.





Mhinduro (0)