Jekeso

Shasha yenhabvu George Shaya ashaya

Shasha yenhabvu George Shaya ashaya
George Shaya

Mutambi wenhabvu akaita mukurumbira George shaya ashaya ,ange ave nemakore makumi manomwe nemanomwe ekuberekwa.

George uyo akaberekwa mugore ra1946 ndeumwe wevatambi vakatambira chikwata cheDynamos kwemakore mazhinji.

Pamazuva ake ekutamba nhabvu Shaya akaita mutambi mukuru kwemakore mashanu 1969, 1972, 1975, 1976 na1977

Nokuda kweDiabetes Shaya akange adimburwa makumbo

Shaya acharadzikwa kumarinda eWaren Hills muHarare nemusi wemugovera 28 Nyamavhuvhu 2021

Mhinduro (0)

Dzimwe nhau