Hurumende yatendedza kuvhurwa kwemakereke,asi vakabayiwa nhomba ndivo chete vachatendedzwa kumagungano aya.
Gurukota rekufambiswa kwemashoko nekutepenyura muzvare Monica Mutsvangwa vayambira kuti vachatyora murawo uyu ,vachasungwa nemutemo kusanganisira vakuru vemakereke acho.





Mhinduro (0)