VaRobert Martin Gumbura vashaya vari muhusungwa nekuda kweCovid-19.
VaGumbura vanga vachipika makore makumi maviri mujeri reChikurubi nekuda kwemhosva ina dzokubata chibharo ,uye kuwanikwa vaine mifananidzo yevanhu vasina kusimira.
.

Mhinduro (0)